Genesisi 31:52 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Murwi uyu ndiwo chapupu uye mbiru iyi ndiyo chapupu, kuti handizopfuuri murwi uno ndichiuya kwauri kuti ndizokukuvadza uye kuti iwe hauzopfuuri murwi uno nembiru uchiuya kurutivi rwangu kuti uzondikuvadza.

Genesisi 31

Genesisi 31:42-55