Genesisi 31:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Ndinoona kuti ndangariro dzababa venyu kwandiri hadzisisina kuita sezvadzakanga dzakaita kare, asi Mwari wababa vangu aneni.

Genesisi 31

Genesisi 31:1-7