Genesisi 31:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rakeri akati kuna baba vake, “Regai henyu kutsamwa, ishe wangu, kuti handigoni kusimuka pamberi penyu; ndiri pamutowo wavakadzi.” Saka akatsvaka asi haana kuwana vamwari veimba yake.

Genesisi 31

Genesisi 31:28-40