Genesisi 31:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, watizirei muchivande uye ukandinyengera? Seiko usina kundiudza, kuitira kuti ndaidai ndakuendesa nomufaro uye kuchiimbwa nziyo nokuridzwa matamburena norudimbwa?

Genesisi 31

Genesisi 31:24-28