Genesisi 31:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mwari akasvika kuna Rabhani muAramu mukurota usiku uye akati kwaari, “Chenjera kuti urege kutaura chinhu chipi zvacho kuna Jakobho, chakanaka kana chakaipa.”

Genesisi 31

Genesisi 31:14-30