Genesisi 31:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akatinha zvipfuwo zvose pamwe chete nepfuma yose yaakanga aunganidza muPadhani Aramu, kuti aende kuna baba vake Isaka kunyika yeKenani.

Genesisi 31

Genesisi 31:14-22