Genesisi 31:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho akanzwa kuti vanakomana vaRabhani vakanga vachiti, “Jakobho atora zvose zvaiva zvababa vedu uye awana upfumi hwose uhu kubva kune zvaiva zvababa vedu.”

Genesisi 31

Genesisi 31:1-3