Genesisi 30:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Rakeri akati, “Mwari andiruramisira; iye akanzwa mukumbiro wangu uye akandipa mwanakomana.” Nokuda kwaizvozvo akamutumidza zita rokuti Dhani.

Genesisi 30

Genesisi 30:1-15