Genesisi 30:40 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jakobho aitsaura mbudzana kana makwayana oga, asi aiita kuti akasara atarisane nezvipfuwo zvine mitsetse nezvipfuwo zvitema zvakanga zviri zvaRabhani. Nokudaro akaparadzanisa zvipfuwo zvake nezvaRabhani.

Genesisi 30

Genesisi 30:31-43