Genesisi 30:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro, Jakobho akatora matavi akatemwa kubva pamupopura, muarimondi noomuti womupureni uye akasvuura mitsetse michena pairi achibvisa gwati kuti kuchena kwedanda kwomukati kuonekwe.

Genesisi 30

Genesisi 30:33-43