Genesisi 30:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musi wacho iwoyo akatsaura nhongo dzose dzembudzi dzakanga dzine mitsetse kana dzaiva namakwapa, nenhunzvi dzose dzembudzi (dzose dzakanga dzine zvichena padziri) namakwayana matema ose, akazvichengetesa navanakomana vake.

Genesisi 30

Genesisi 30:32-36