Genesisi 30:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Regai ndifambe pakati pezvipfuwo zvenyu zvose nhasi uye nditsaure pakati pazvo zvose zvina mavara namakwai ana makwapa, gwayana dema rimwe nerimwe nembudzi imwe neimwe ina mavara kana ina makwapa. Ndizvo zvichava mubayiro wangu.

Genesisi 30

Genesisi 30:29-33