Genesisi 30:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Rabhani akati kwaari, “Kana ndawana nyasha pamberi pako, ndapota hangu imbogara. Ndakaona nokuvuka kuti Jehovha akandiropafadza nokuda kwako.”

Genesisi 30

Genesisi 30:23-29