Genesisi 30:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Rea akati, “Mwari andipa chipo chinokosha. Nguva ino murume wangu achandikudza, nokuti ndamuberekera vanakomana vatanhatu.” Saka akamutumidza zita rokuti Zebhuruni.

Genesisi 30

Genesisi 30:17-26