Genesisi 3:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mushure mokunge adzinga munhu, akaisa makerubhi kurutivi rwokumabvazuva kweBindu reEdheni nomunondo unopfuta uye uchivheyeswa mberi neshure kuti urinde nzira inoenda kumuti woupenyu.

Genesisi 3

Genesisi 3:21-24