Genesisi 3:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jehovha Mwari akati, “Munhu ava somumwe wedu, anoziva zvakanaka nezvakaipa. Haafaniri kutenderwa kutambanudza ruoko rwake kuti atorewo zvinobva pamuti woupenyu uye kuti azvidye, akazorarama nokusingaperi.”

Genesisi 3

Genesisi 3:20-24