Genesisi 3:2-4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

2. Mukadzi akati kunyoka, “Tingadya hedu michero inobva mumiti iri mubindu,

3. asi Mwari akati, ‘Hatifaniri kudya muchero unobva pamuti uri pakati pebindu, uye musaubata kuti murege kufa.’ ”

4. Nyoka yakati kumukadzi, “Hamungafi zvirokwazvo.

Genesisi 3