Genesisi 3:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kumukadzi akati,“Ndichawedzera kwazvo kurwadziwa kwako mukubereka vana; uchabereka vana mukurwadziwa. Kuda kwako kuchava kumurume wako, uye achava nesimba pamusoro pako.”

Genesisi 3

Genesisi 3:9-24