Genesisi 29:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye Jakobho akaita saizvozvo. Akapedza vhiki naRea, uye ipapo Rabhani akamupa mwanasikana wake Rakeri kuti ave mukadzi wake.

Genesisi 29

Genesisi 29:23-30