Genesisi 29:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakati kwaedza mangwanani wanei ndiRea! Saka Jakobho akati kuna Rabhani, “Chiiko ichi chamaita kwandiri? Ndakashandira Rakeri, handizvo here? Seiko mandinyengera?”

Genesisi 29

Genesisi 29:15-30