Genesisi 29:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rabhani akati kwaari, “Ungandishandira usingapuwi mubayiro nokuda kwokuti uri hama yangu here? Ndiudze kuti mubayiro wako unofanira kuva chii?”

Genesisi 29

Genesisi 29:11-22