Genesisi 28:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

saka akaenda kuna Ishumaeri akandowana Maharati, hanzvadzi yaNebhayoti mwanasikana waIshumaeri mwanakomana waAbhurahama, kuwedzera pavakadzi vaakanga atova navo kare.

Genesisi 28

Genesisi 28:1-16