Genesisi 28:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Jakobho akaita mhiko, akati, “Kana Mwari akava neni uye akandichengeta parwendo urwu rwandiri kufamba uye akandipa zvokudya kuti ndidye nenguo dzokupfeka

Genesisi 28

Genesisi 28:18-22