Genesisi 28:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kurumidza uende kuPadhani Aramu kuimba yaBhetueri baba vamai vako. Uzvitorere mukadzi ikoko, kubva pakati pavanasikana vaRabhani, hanzvadzi yamai vako.

Genesisi 28

Genesisi 28:1-7