Genesisi 27:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Enda kuzvipfuwo unondivigira mbudzana mbiri dzakaisvonaka, kuti ndigogadzirira baba vako nyama inonaka nenzira chaiyo yavanoda.

Genesisi 27

Genesisi 27:1-18