Genesisi 27:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

‘Ndivigirewo mhuka ugondigadzirira nyama inonaka kuti ndidye kuitira kuti ndigokupa maropafadzo angu ndisati ndafa.’

Genesisi 27

Genesisi 27:5-14