Genesisi 27:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Rabheka akati audzwa zvakanga zvataurwa nomwanakomana wake mukuru Esau, akatuma munhu kuna Jakobho mwanakomana wake muduku akati kwaari, “Mukoma wako Esau ari kuzvinyaradza nepfungwa dzokuda kukuuraya.

Genesisi 27

Genesisi 27:36-46