Genesisi 27:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Baba vake Isaka vakamubvunza vakati, “Ndiwe aniko?” Akapindura akati, “Ndini Esau mwanakomana wenyu wedangwe.”

Genesisi 27

Genesisi 27:28-42