Genesisi 27:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo akati, “Mwanakomana wangu, ndipe nyama yako yemhuka ndidye, kuitira kuti ndikupe maropafadzo angu.” Jakobho akaiisa kwaari uye akadya; uye akauya newaini iye akanwa.

Genesisi 27

Genesisi 27:18-35