Genesisi 27:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akaenda akandodzitora akauya nadzo kuna mai vake, uye vakagadzira nyama inonaka, nenzira chaiyo yaidikanwa nababa vake.

Genesisi 27

Genesisi 27:7-17