Genesisi 27:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akati akwegura uye meso ake akanga aneta zvokuti akanga asisaoni, akadana Esau mwanakomana wake mukuru akati kwaari, “Mwanakomana wangu.” Iye akapindura akati, “Ndiri pano.”

Genesisi 27

Genesisi 27:1-8