Genesisi 26:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Esau akati ava namakore makumi mana okuberekwa, akawana Judhisi mwanasikana waBheeri muHiti, uyewo Bhasemati mwanasikana waEroni muHiti.

Genesisi 26

Genesisi 26:30-35