Genesisi 26:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Musi iwoyo varanda vaIsaka vakauya vakamuudza nezvetsime ravakanga vachera. Vakati, “Tawana mvura!”

Genesisi 26

Genesisi 26:27-35