Genesisi 26:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gara hako munyika ino kwechinguva, uye ndichava newe uye ndichakuropafadza. Nokuti kwauri nokuzvizvarwa zvako ndichapa nyika iyi yose uye ndichasimbisa mhiko yandakapika kuna baba vako Abhurahama.

Genesisi 26

Genesisi 26:1-6