Genesisi 26:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

yokuti iwe hauzotiitiri zvakaipa, sezvo isu tisina kukubata zvakaipa asi takaramba tichikuitira zvakanaka uye tikakuendesa norugare. Uye zvino waropafadzwa naJehovha.”

Genesisi 26

Genesisi 26:26-35