Genesisi 26:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Usiku ihwohwo Jehovha akazviratidza kwaari akati, “Ndini Mwari wababa vako Abhurahama. Usatya, nokuti ndinewe. Ndichakuropafadza uye ndichakurisa zvizvarwa zvako nokuda kwomuranda wangu Abhurahama.”

Genesisi 26

Genesisi 26:22-25