Genesisi 26:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaenderera mberi kubva ipapo akachera rimwe tsime, uye hapana munhu akazokakavadzana naye pamusoro paro. Akaritumidza zita rokuti Rehobhoti, achiti, “Zvino Jehovha azotipa nzvimbo uye tichawanda munyika.”

Genesisi 26

Genesisi 26:19-25