Genesisi 26:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akacherazve matsime akanga acherwa panguva yababa vake Abhurahama, iwo akanga adzivirwa navaFiristia shure kwokufa kwaAbhurahama, uye akaapa mazita mamwe chetewo aakanga atumidzwa nababa vake.

Genesisi 26

Genesisi 26:14-19