Genesisi 25:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Shure kwaizvozvo, munun'una wake akabuda, ruoko rwake rwakabata chitsitsinho chaEsau; saka akatumidzwa zita rokuti Jakobho. Isaka akanga ava namakore okuberekwa makumi matanhatu Rabheka paakavabereka.

Genesisi 25

Genesisi 25:16-30