Genesisi 25:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iyi ndiyo nhoorondo yomwanakomana waAbhurahama, iye Ishumaeri, akaberekerwa Abhurahama naHagari muIjipita, murandakadzi waSara.

Genesisi 25

Genesisi 25:3-18