Genesisi 24:67 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Isaka akamupinza mutende ramai vake Sara, uye akawana Rabheka. Saka akava mukadzi wake, uye akamuda; naizvozvo Isaka akanyaradzwa shure kwokufa kwamai vake.

Genesisi 24

Genesisi 24:65-67