Genesisi 24:65 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akabvunza muranda akati, “Ndianiko murume ari musango uyo ari kuuya kuzosangana nesu?” Muranda akapindura akati, “Nditenzi wangu.” Saka akatora chifukidzo akazvifukidza.

Genesisi 24

Genesisi 24:64-67