Ipapo Rabheka navasikana vake vakagadzirira uye vakatasva ngamera dzavo vakaenda nomurume uya. Saka muranda akatora Rabheka akabva aenda.