Genesisi 24:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye kana iye akati kwandiri, “Inwai henyu, uye ndichachererawo ngamera dzenyu,” ngaave iye asarudzirwa mwanakomana watenzi wangu naJehovha.’

Genesisi 24

Genesisi 24:41-47