Genesisi 24:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achingoona mhete yemhino nezvishongo mumaoko ehanzvadzi yake, uye anzwa Rabheka achitaura zvakanga zvarehwa nomurume uyu kwaari, akabuda akaenda kumurume akamuwana amire pangamera pedyo netsime.

Genesisi 24

Genesisi 24:23-31