Genesisi 24:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

akati, “Jehovha ngaarumbidzwe, Mwari watenzi wangu Abhurahama, iye asina kurega kuita zvakanaka nokutendeka kwake kuna tenzi wangu. Kana ndirini, Jehovha akanditungamirira parwendo rwangu akandisvitsa kumba kwehama dzatenzi wangu.”

Genesisi 24

Genesisi 24:25-31