Genesisi 24:1-2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Zvino Abhurahama akanga akwegura uye ava namakore mazhinji, uye Jehovha akanga amuropafadza pazvinhu zvose.

2. Akati kumuranda wake mukuru womumba make, iye akanga ari mutariri wezvose zvaakanga anazvo, “Isa ruoko rwako pasi pechidya changu.

Genesisi 24