Genesisi 23:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwavari, “Kana muchida kuti ndivige akafa wangu, zvino chindinzwai uye mundikumbirire kuna Efuroni mwanakomana waZohari pachinzvimbo changu,

Genesisi 23

Genesisi 23:1-14