Genesisi 23:19-20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

19. Shure kwaizvozvo Abhurahama akaviga mukadzi wake Sara mubako mumunda weMakapera pedyo neMamure (iro Hebhuroni) munyika yeKenani.

20. Saka munda nebako zvaiva mauri zvakapiwa kuna Abhurahama navaHiti senzvimbo yamakuva.

Genesisi 23