Genesisi 23:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye akati kuna Efuroni vachizvinzwa, “Nditeerere, kana uchida. Ndicharipa mutengo womunda. Ugamuchire hako kubva kwandiri kuti ndigoviga vakafa vangu imomo.”

Genesisi 23

Genesisi 23:9-20